Русские видео

Сейчас в тренде

Иностранные видео


Скачать с ютуб Oliver Mtukudzi - Kunze Kwadoka (Official Music Video) в хорошем качестве

Oliver Mtukudzi - Kunze Kwadoka (Official Music Video) 10 месяцев назад


Если кнопки скачивания не загрузились НАЖМИТЕ ЗДЕСЬ или обновите страницу
Если возникают проблемы со скачиванием, пожалуйста напишите в поддержку по адресу внизу страницы.
Спасибо за использование сервиса savevideohd.ru



Oliver Mtukudzi - Kunze Kwadoka (Official Music Video)

This is the official music video for 'Kunze Kwadoka' by the legendary Oliver Mtukudzi. The song is from the album titled Paivepo, which was released in 1999. _____________ Listen to Oliver Mtukudzi: Amazon Music - https://www.amazon.com/Oliver-Mtukudz... Apple Music -   / oliver-mtukudzi   Deezer - https://www.deezer.com/en/artist/3577... iTunes -   / oliver-mtukudzi   SoundCloud -   / olivertukumtukudzi   Spotify - https://open.spotify.com/artist/0HC2d... Tidal - https://tidal.com/browse/artist/8034524 YouTube Music -    / oliver mtukudzi - topic   Follow Oliver Mtukudzi on: Facebook:   / tukumusik   Instagram:   / drmtukudzi   Twitter:   / tukuofficial   YouTube:    / @officialolivermtukudzi   Follow Gallo Music: Twitter:   / gallomusicsa   Instagram:   / gallomusicsa   Facebook:   / gallomusicsa   #OliverMtukudzi #KunzeKwadoka #KunzeKwadokaMusicVideo #OliverTukuMtukudzi #Tuku #TukuMusic #TukuAlbums #OliverMtukudziSongs #Zimbabwe #ZimbaweanMusic #ShonaMusic #AfricanMusic _______ Lyrics: Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Perekedza mwana, zuva ravira, kunze kwadoka Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira; kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo, zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Nhai mwana wanga uripi? Unani? Nhai mwana wanga unani? Uripi? Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro, zuva ravira kunze kwadoka Mai vanoti, "Mwana wangu wanga uripiko, zuva ravira, kunze kwadoka?" Mai vanoti, "Mwana wangu wanga unaniko, zuva ravira, kunze kwadoka?" Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu, zuva ravira kunze kwadoka Ndambakuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka Ndambakuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwana, perekedza mwana iwe, zuva ravira kunze kwadoka Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu, zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga uripi? Unani? Zuva ravira kunze kwadoka Nhai mwana wanga unani? Uripi? Zuva ravira kunze kwadoka

Comments